Varoma 4: 6-9, Mapisarema 32: 1, Joh. 8:56, Genesi 22:18, VaGaratia 3:16

Abrahama akaruramiswa nokutenda muuyu Kristu iye asati adzingiswa.(VaR. 4: 1-3, Varoma 4: 6-9, Mapisarema 32: 1)

Abhurahama akatenda uye akafara mukuuya kwaKristu, mbeu yaAbhurahama iyo yakavimbiswa naMwari.(Joh. 8:56, Genesi 22:18, VaGaratia 3:16)