v
Vakorose 2:11, Varoma 2:29, Johane 4:24, VaRoma 7: 6

Isu takadzingiswa naKristu nokutenda kuti Jesu ndiye Kristu.Ndokunge, Mweya Mutsvene wakapinda mumoyo yedu.(VaKorose 2:11, Varoma 2:29)

Zvino isu tinonamata Mwari neMweya Mutsvene, kwete murairo.(VaR. 7: 6, Johani 4:24)